Numeri 36:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Mosesi akaraira ʋana ʋaIsraeri seɀakataura Jehova, akati: Rudzi rwaʋana ʋaJosefa runotaura kwaɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Mosesi akaraira vana vaIsiraeri sezvakataura Jehovha, akati, “Rudzi rwavana vaJosefa runotaura kwazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mosesi akapa vaIsiraeri murao waTenzi achiti, “Zviri kutaurwa nevedzinza revana vaJosefi ndizvo chaizvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mosesi akapa vaIsiraeri murao waTenzi achiti, “Zviri kutaurwa nevedzinza revana vaJosefi ndizvo chaizvo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo Mozisi akarayira murayiro uyu kuvaIsraeri sezvaakarayirwa naJehovha achiti, “Zvinotaurwa norudzi rwezvizvarwa zvaJosefa ndizvozvo. Sien die hoofstuk |