Numeri 36:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋakati: Jehova wakaraira tenzi waŋgu, kuti agoʋere nyika nemijenya pakati paʋana ʋaIsraeri, iʋe nhaka yaʋo; ʋuye ɀe, tenzi waŋgu wakarairwa naJehova kupa ʋanasikana ʋaZerofehadi, munuŋuna weɗu, nhaka yake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 vakati, “Jehovha akaraira tenzi wangu, kuti agovere nyika nemijenya pakati pavana vaIsiraeri, ive nhaka yavo; uyezve, tenzi wangu wakarairwa naJehovha kupa vanasikana vaZerofehadhi, mun’una wedu, nhaka yake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 vachiti, “Changamire, Tenzi akuudzai kuti mugovere vaIsiraeri nyika dzenhaka yavo nechin'ange. Makaudzwawo naTenzi kuti mupe nhaka yehama yedu Zerofehadhi kuvanasikana vake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 vachiti, “Changamire, Tenzi akuudzai kuti mugovere vaIsiraeri nyika dzenhaka yavo nechin'ange. Makaudzwawo naTenzi kuti mupe nhaka yehama yedu Zerofehadhi kuvanasikana vake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vakati, “Jehovha paakarayira ishe wangu kuti ape nyika kuvaIsraeri nomujenya ive nhaka yavo, akakurayirai kuti mupe nhaka yehama yedu Zerofehadhi kuvanasikana vake. Sien die hoofstuk |