Numeri 36:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋakawanikwa padzimba dzaʋana ʋaManase, mŋanakomana waJosefa, nhaka ikagara parudzi rweimba yaɓaɓa ʋaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Vakawanikwa padzimba dzavana vaManase, mwanakomana waJosefa, nhaka ikagara parudzi rweimba yababa vavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vakaroorwa kumhuri dzedzinza raManase mwanakomana waJosefi, nhaka yavo ikaramba ichingova mudzinza remhuri yababa wavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vakaroorwa kumhuri dzedzinza raManase mwanakomana waJosefi, nhaka yavo ikaramba ichingova mudzinza remhuri yababa wavo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vakawanikwa mukati medzimba dzezvizvarwa zvaManase mwanakomana waJosefa, uye nhaka yavo yakaramba iri mumba yorudzi rwababa vavo. Sien die hoofstuk |