Numeri 36:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti Mara, naTirza, naHogra, naMirka, naNoa, iʋo ʋanasikana ʋaZerofehadi, ʋakawanikwa naʋanakomana ʋaʋanuŋuna ʋaɓaɓa ʋaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti Mara, naTiriza, naHogira, naMirika, naNoa, ivo vanasikana vaZerofehadhi, vakawanikwa navanakomana vavanunguna vababa vavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vanasikana vaZerofehadhi ava vaiti Mahara naTiriza naHogira naMirika naNowa vakaroorwa nehanzvadzi dzavo dzokumadzibabamukuru namadzibabamudiki avo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vanasikana vaZerofehadhi ava vaiti Mahara naTiriza naHogira naMirika naNowa vakaroorwa nehanzvadzi dzavo dzokumadzibabamukuru namadzibabamudiki avo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vanasikana vaZerofehadhi, Mara, Tiza, Hogira, Mirika naNoa vakawanikwa navanakomana vababamunini vavo. Sien die hoofstuk |