Numeri 35:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Maguta amunopa ʋaRevi anofanira kuʋa maguta matanhatu oʋutiziro, amunofanira kuʋapa, kuti muʋurayi atizire kwaari; kunze kwaiwayo munofanira kuʋapa maguta anamakumi manna namaʋiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Maguta amunopa vaRevhi anofanira kuva maguta matanhatu outiziro, amunofanira kuvapa, kuti muurayi atizire kwaari; kunze kwaiwayo munofanira kuvapa maguta ana makumi mana namaviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Munozopa vaRevhi maguta matanhatu okuti kana munhu akonzera rufu rwomumwe andopoteramo. Pamusoro pamaguta iwaya vapei mamwe maguta makumi mana namaviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Munozopa vaRevhi maguta matanhatu okuti kana munhu akonzera rufu rwomumwe andopoteramo. Pamusoro pamaguta iwaya vapei mamwe maguta makumi mana namaviri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Maguta matanhatu pane auchapa vaRevhi achava outiziro, kuti munhu anenge auraya mumwe atizireko. Pamusoro paiwayo, muvape mamwe maguta makumi mana namaviri. Sien die hoofstuk |