Numeri 35:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Musaȿiɓisa nyika mamugere, mandigere ʋo ini; nokuti ini Jehova ndigere pakati paʋana ʋaIsraeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200234 Musasvibisa nyika mamugere, mandigerewo ini; nokuti ini Jehovha ndigere pakati pavana vaIsiraeri.’ ” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Musan'orese nyika yamugere mandinogarawo ini nokuti ini Tenzi ndinogara mukati mavaIsiraeri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona34 Musan'orese nyika yamugere mandinogarawo ini nokuti ini Tenzi ndinogara mukati mavaIsiraeri.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Musasvibisa nyika yamugere uye yandinogara, nokuti ini Jehovha, ndigere pakati pavaIsraeri.’ ” Sien die hoofstuk |