Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 35:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 nokuti waifanira kugara muguta rake roʋutiziro kuȿikira muprista mukuru afa; asi kana muprista mukuru afa, muʋurayi unofanira kudzokera kunyika yake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

28 nokuti waifanira kugara muguta rake routiziro kusvikira mupristi mukuru afa; asi kana mupristi mukuru afa, muurayi anofanira kudzokera kunyika yake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Izvi zvinonzarwo nokuti nyakuuraya munhu iyeyo angadai akagara muguta rake rokupotera kusvikira mupristi mukuru afa. Kana mupristi mukuru afa ndipo paaizokwanisa zvake kudzokera kumusha kwake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Izvi zvinonzarwo nokuti nyakuuraya munhu iyeyo angadai akagara muguta rake rokupotera kusvikira mupristi mukuru afa. Kana mupristi mukuru afa ndipo paaizokwanisa zvake kudzokera kumusha kwake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Muurayi anofanira kugara muguta rake routiziro kusvikira pakufa kwomuprista mukuru; anofanira kudzokera chete kunzvimbo yake kana muprista mukuru afa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 35:28

Volg ons:

Advertensies

Advertensies