Numeri 35:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kana aciŋge amuroʋa nenhumbi yamatanda iri muruʋoko rwake, iŋgaʋuraya munhu, akafa, waʋa muʋurayi; muʋurayi unofanira kuʋurawa ɀirokwaɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Kana achinge amurova nenhumbi yamatanda iri muruoko rwake, ingauraya munhu, akafa, wava muurayi; muurayi anofanira kuurawa zvirokwazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana akabatira mumwe tsvimbo ingauraye munhu akarova mumwe nayo akafa, imhondi. Mhondi inofanira kutoti iuraiwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kana akabatira mumwe tsvimbo ingauraye munhu akarova mumwe nayo akafa, imhondi. Mhondi inofanira kutoti iuraiwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Uye kana ani naani akange ane danda muruoko rwake rinogona kuuraya, uye akarova mumwe munhu akafa, iye imhondi; mhondi ichaurayiwa. Sien die hoofstuk |