Numeri 34:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 kurudzi rwaʋana ʋaZeburuni, mucinda Erizafani, mŋanakomana waParnaki; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 kurudzi rwavana vaZebhuruni, muchinda Erizafani, mwanakomana waAzani; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Wedzinza rokwaZebhuruni ndiErizafani mwanakomana waParinaki. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Wedzinza rokwaZebhuruni ndiErizafani mwanakomana waParinaki. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Mutungamiri kubva kurudzi rwaZebhuruni, Erizafani mwanakomana waParanaki; Sien die hoofstuk |