Numeri 34:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 kuʋana ʋaJosefa, kurudzi rwaʋana ʋaManase, mucinda Hanieri, mŋanakomana waEfodi; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 kuvana vaJosefa, kurudzi rwavana vaManase, muchinda Hanieri, mwanakomana waEfodhi; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 VokwaJosefi, wedzinza rokwaManase ndiHanieri mwanakomana waEfodhi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 VokwaJosefi, wedzinza rokwaManase ndiHanieri mwanakomana waEfodhi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mutungamiri kubva kurudzi rwaManase mwanakomana waJosefa, Hanieri mwanakomana waEfodhi; Sien die hoofstuk |