Numeri 33:51 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mayambuka Joridani, mukaȿika munyika yeKanani, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200251 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mayambuka Jorodhani, mukasvika munyika yeKenani, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 “Taurira vaIsiraeri uti kwavari, kana mayambuka Jorodhani muchipinda munyika yeKanani, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona51 “Taurira vaIsiraeri uti kwavari, kana mayambuka Jorodhani muchipinda munyika yeKanani, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mayambuka Jorodhani mapinda muKenani, Sien die hoofstuk |