Numeri 32:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Jairi, mŋanakomana waManase, akakunda misha yaro, akaitumidza Misha yaJairi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200241 Jairi, mwanakomana waManase, akakunda misha yaro, akaitumidza Misha yaJairi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Jairi wedzinza raManase akandopamba misha yavo akaitumidza kuti misha yaJairi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona41 Jairi wedzinza raManase akandopamba misha yavo akaitumidza kuti misha yaJairi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Jairi, chizvarwa chaManase, akakunda misha yaro akaitumidza kuti Havhoti Jairi. Sien die hoofstuk |