Numeri 32:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Jehova akatsamŋira ʋaIsraeri, akaʋadzuŋgairisa murenje makore anamakumi manna, kuȿikira rudzi rwose rwakaŋga rwatadza pamberi paJehova rwaparadzwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Jehovha akatsamwira vaIsiraeri, akavadzungairisa murenje makore ana makumi mana, kusvikira rudzi rwose rwakanga rwatadza pamberi paJehovha rwaparadzwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Tenzi akashatirirwa vaIsiraeri, akaita kuti vadzungaire murenje kwamakore makumi mana, kusvikira chizvarwa chose chakanga chatadzira Tenzi chapera kufa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Tenzi akashatirirwa vaIsiraeri, akaita kuti vadzungaire murenje kwamakore makumi mana, kusvikira chizvarwa chose chakanga chatadzira Tenzi chapera kufa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kutsamwa kwaJehovha kwakapfuta pamusoro pavaIsraeri akavaita kuti vadzungaire murenje kwamakore makumi mana, kusvikira zera rose ravaya vakaita zvakaipa pamberi pake rapera. Sien die hoofstuk |