Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 31:49 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 ʋakati kunaMosesi: Ʋaranda ʋenyu ʋakaʋereŋga ʋarume ʋehondo ʋanorairwa nesu; hakunomumŋe weɗu usi’po.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

49 vakati kuna Mosesi, “Varanda venyu vakaverenga varume vehondo vanorairwa nesu; hakuna mumwe wedu usipo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Vakati kuna Mosesi, “Changamire, isu varanda venyu takaverenga varwi vatinotungamirira tikaona kuti hakuna nomumwe wavo asipo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 Vakati kuna Mosesi, “Changamire, isu varanda venyu takaverenga varwi vatinotungamirira tikaona kuti hakuna nomumwe wavo asipo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 vakati kwaari, “Varanda venyu vaverenga varwi vari pasi pedu, hapana kana mumwe chete asipo.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 31:49

Volg ons:

Advertensies


Advertensies