Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 31:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 mugoʋe wakatarwa, wakatsaurirwa Jehova, waiʋa makwai anamazana matanhatu namakumi manomŋe namashanu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

37 mugove wakatarwa, wakatsaurirwa Jehovha, waiva makwai ana mazana matanhatu namakumi manomwe namashanu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Hwai dzakapiwa kuna Tenzi dzaiva mazana matanhatu ana makumi manomwe ehwai nehwai shanu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Hwai dzakapiwa kuna Tenzi dzaiva mazana matanhatu ana makumi manomwe ehwai nehwai shanu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 mutero waJehovha paari wakanga uri makwai mazana matanhatu namakwai manomwe namashanu;

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 31:37

Volg ons:

Advertensies


Advertensies