Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 31:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Hafu, yakagoʋerwa ʋakaŋga ʋaenda kundorwa, aiʋa makwai aneɀuru ɀinamazana matatu, neɀuru ɀinamakumi matatu, neɀuru ɀinomŋe, namazana mashanu;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Hafu, yakagoverwa vakanga vaenda kundorwa, aiva makwai ane zviuru zvina mazana matatu, nezviuru zvina makumi matatu, nezviuru zvinomwe, namazana mashanu;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Saka chikamu chazvo chakapiwa varwi chaiva: mazana matatu ana makumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvine mazana mashanu ehwai.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Saka chikamu chazvo chakapiwa varwi chaiva: mazana matatu ana makumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvine mazana mashanu ehwai.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Hafu yomugove wavaya vakarwa muhondo yaiva: makwai zviuru mazana matatu namakumi matatu nezvinomwe, namazana mashanu,

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 31:36

Volg ons:

Advertensies


Advertensies