Numeri 31:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino ɀakatapxa ɀakaŋga ɀasara, ʋarume ʋehondo ʋatora mugoʋe waʋo, ɀaiʋa makwai aneɀuru ɀinamazana matanhatu neɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀuru ɀishanu, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200232 Zvino zvakatapwa zvakanga zvasara, varume vehondo vatora mugove wavo, zvaiva makwai ane zviuru zvina mazana matanhatu nezviuru zvina makumi manomwe nezviuru zvishanu, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino zvinhu zvose zvaiva zvapambwa navarwi kuhondo zvakanga zvakamira zvakadai: hwai dzaiva mazana matanhatu ezviuru nezviuru makumi manomwe nezvishanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvino zvinhu zvose zvaiva zvapambwa navarwi kuhondo zvakanga zvakamira zvakadai: hwai dzaiva mazana matanhatu ezviuru nezviuru makumi manomwe nezvishanu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Zvakatapwa zvakasara pane zvavakapamba zvakanga zvatorwa navarwi zvaisvika zviuru mazana matanhatu namakumi manomwe nezvishanu zvamakwai, Sien die hoofstuk |