Numeri 31:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Asi pahafu yaʋana ʋaIsraeri unofanira kutora cimŋe kumakumi mashanu, kuʋanhu, nokuŋombe, nokumboŋgoro, nokumakwai, kuɀipfuwo ɀose, ugoɀipa ʋaRevi ʋanoceŋgeta tabernakeri yaJehova. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Asi pahafu yavana vaIsiraeri unofanira kutora chimwe kumakumi mashanu, kuvanhu, nokumombe, nokumbongoro, nokumakwai, kuzvipfuwo zvose, ugozvipa vaRevhi vanochengeta tabhenakeri yaJehovha.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Pamugove uya wavaIsiraeri vose pazvinhu makumi mashanu, torai chinhu chimwechete. Zvitorei panhapwa napamombe napamadhongi napahwai napambudzi napazvipfuwo zvose mupe vaRevhi vane basa rokuchengeta tendhe rinoera raTenzi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 Pamugove uya wavaIsiraeri vose pazvinhu makumi mashanu, torai chinhu chimwechete. Zvitorei panhapwa napamombe napamadhongi napahwai napambudzi napazvipfuwo zvose mupe vaRevhi vane basa rokuchengeta tendhe rinoera raTenzi.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Kubva kuhafu inova yavaIsraeri, utsaure chinhu chimwe chete kubva pamakumi mashanu oga oga, vangava vanhu, mombe, mbongoro, makwai, mbudzi kana zvimwe zvipfuwo. Uzvipe kuvaRevhi, ivo vane basa rokuchengeta tabhenakeri yaJehovha.” Sien die hoofstuk |