Numeri 31:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 ɀino uraire kuti mugoʋe wakatarwa utsaurirwe Jehova naʋarume ʋehondo ʋakaŋga ʋandorwa: Cipenyu cimŋe kumazana mashanu, kuʋanhu, nokuŋombe, nokumboŋgoro, nokumakwai; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 zvino uraire kuti mugove wakatarwa utsaurirwe Jehovha navarume vehondo vakanga vandorwa: Chipenyu chimwe kumazana mashanu, kuvanhu, nokumombe, nokumbongoro, nokumakwai; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pamugove wavarwi vakadzoka kuhondo torai chikamu chakatarwa chokupa Tenzi. Pazvinhu zvinenge zviri mazana mashanu torai chinhu chimwechete. Zvitorei panhapwa napamombe napamadhongi napahwai napambudzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Pamugove wavarwi vakadzoka kuhondo torai chikamu chakatarwa chokupa Tenzi. Pazvinhu zvinenge zviri mazana mashanu torai chinhu chimwechete. Zvitorei panhapwa napamombe napamadhongi napahwai napambudzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Kubva kuvarwi vakanga vandorwa kuhondo, utsaure somutero waJehovha chinhu chimwe chete pazvinhu mazana mashanu, vangava vanhu, mombe, mbongoro, makwai kana mbudzi. Sien die hoofstuk |