Numeri 31:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ɀose ɀisiŋgaparadzwi nomŋoto, munofanira kuɀipinza mumŋoto kuti ɀinatswe; kunyaŋge ɀakaɗaro ɀinofanira kuceneswa nemvura yokunatsa; asi ɀose ɀiŋgaparadzwa nomŋoto, munofanira kuɀipinza mumvura. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 zvose zvisingaparadzwi nomoto, munofanira kuzvipinza mumoto kuti zvinatswe; kunyange zvakadaro zvinofanira kucheneswa nemvura yokunatsa; asi zvose zvingaparadzwa nomoto, munofanira kuzvipinza mumvura. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 chete zvamuchanatsa nomoto nezvose zvisingaparadzwe nomoto ngazvinatswe mumoto. Zvichabva zvachenurwa kunyange mukazvidaro zvinatseiwo nemvura yokunatsisa zvinhu. Zvinhu zvisingagoni kunatswa mumoto ngazvinatswe nemvura. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 chete zvamuchanatsa nomoto nezvose zvisingaparadzwe nomoto ngazvinatswe mumoto. Zvichabva zvachenurwa kunyange mukazvidaro zvinatseiwo nemvura yokunatsisa zvinhu. Zvinhu zvisingagoni kunatswa mumoto ngazvinatswe nemvura. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 nezvimwewo zvisingaparadzwi nomoto; zvinofanira kuiswa mumoto, ipapo zvichava zvakanaka. Asi zvinofanirawo kucheneswa nemvura yokunatsa. Uye zvose zvisingagoni kukunda moto zvinofanira kupinzwa nomumvura imomo. Sien die hoofstuk |