Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 31:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Munofanira ʋo kusuka ŋguʋo dzenyu dzose, neɀose ɀakaitwa namatebge, neɀose ɀakarukwa nemvere dzembudzi, neɀinhu ɀose ɀakaitwa namatanda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Munofanirawo kusuka nguo dzenyu dzose, nezvose zvakaitwa namatehwe, nezvose zvakarukwa nemvere dzembudzi, nezvinhu zvose zvakaitwa namatanda.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Chenuraiwo hanzu dzenyu dzose, nezvose zvamunazvo zvakagadzirwa namatehwe kana nemvere dzembudzi kana nemapuranga.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Chenuraiwo hanzu dzenyu dzose, nezvose zvamunazvo zvakagadzirwa namatehwe kana nemvere dzembudzi kana nemapuranga.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Munatse nguo imwe neimwe pamwe chete nezvose zvakaitwa namatehwe, mvere dzembudzi kana makushe ehwai.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 31:20

Volg ons:

Advertensies


Advertensies