Numeri 30:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana akawanikwa nomurume acakasuŋgwa nokupika kwake, kana namashoko aakareʋa asina‐kuraŋgarira ɀakanaka, aakaɀisuŋga nawo; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Kana akawanikwa nomurume achakasungwa nokupika kwake, kana namashoko aakareva asina kurangarira zvakanaka, aakazvisunga nawo; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana mukadzi uya akaroorwa, achine mhiko kana chitsidzo chaakataura asina kumbonyatsofunga, murume wake akazvinzwa asi akasava nechaakataura zuva rakarero, zvaakatsidza nezvaakapika ngaazviite. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kana mukadzi uya akaroorwa, achine mhiko kana chitsidzo chaakataura asina kumbonyatsofunga, murume wake akazvinzwa asi akasava nechaakataura zuva rakarero, zvaakatsidza nezvaakapika ngaazviite. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Kana akawanikwa mushure mokunge aita mhiko, kana mushure mokunge muromo wake wakurumidza kutaura achivimbisa nokuzvisunga, Sien die hoofstuk |