Numeri 30:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Mosesi wakataura naʋakuru ʋamarudzi aʋana ʋaIsraeri, akati: Ndico cinhu cakarairwa naJehova: Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Mosesi akataura navakuru vamarudzi avana vaIsiraeri, akati, “Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha: Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mosesi akataurira vatungamiriri vamadzinza avaIsiraeri achiti, “Izvi ndizvo zvandakarayirwa naTenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mosesi akataurira vatungamiriri vamadzinza avaIsiraeri achiti, “Izvi ndizvo zvandakarayirwa naTenzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mozisi akati kuvakuru vamarudzi avaIsraeri, “Izvi ndizvo zvarayirwa naJehovha: Sien die hoofstuk |