Numeri 29:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 nenhoŋgo imŋe yembudzi ciʋe cipiriso ceɀiʋi; kunze kwecipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, necipiriso caco coʋupfu, necipiriso caco cinoɗururwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200238 nenhongo imwe yembudzi chive chipiriso chezvivi; kunze kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nechipiriso chacho choupfu, nechipiriso chacho chinodururwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamusoro pomupiro wokupisa unogaroitwa zuva nezuva pamwechete nomupiro wawo wembesanwa nomupiro wawo wezvokunwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona38 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamusoro pomupiro wokupisa unogaroitwa zuva nezuva pamwechete nomupiro wawo wembesanwa nomupiro wawo wezvokunwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Muisewo nhongo imwe chete yembudzi sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chinopiswa chamazuva ose pamwe chete nechipiriso chacho chezviyo uye nechipiriso chokunwa. Sien die hoofstuk |