Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 29:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Nezuʋa recinomŋe munofanira kuʋuya nenzombe ɗuku nomŋe, namakondobge maʋiri, namakwaiana amakondobge anegumi namanna egore rimŋe, asina‐kuremara;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Nezuva rechinomwe munofanira kuuya nenzombe duku nomwe, namakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 “Pazuva rechinomwe pirai handira dzichiri duku nomwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete, gumi neina dzisina chinoshoreka.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 “Pazuva rechinomwe pirai handira dzichiri duku nomwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete, gumi neina dzisina chinoshoreka.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 “ ‘Pazuva rechinomwe, mugadzire hando nomwe, makondobwe maviri uye makwayana makono gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 29:32

Volg ons:

Advertensies


Advertensies