Numeri 27:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo kana waiʋona, newe ʋo ucasoŋganiswa naʋanhu ʋako, seɀakasoŋganiswa mukuru wako Aroni; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo kana waiona, newewo uchasanganiswa navanhu vako, sezvakasanganiswa mukuru wako Aroni; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana waiona uchaendawo kune hama dzako vachakabvu, sezvakaita mukoma wako Aroni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kana waiona uchaendawo kune hama dzako vachakabvu, sezvakaita mukoma wako Aroni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Mushure mokunge waona, newewo uchasanganiswa navanhu vokwako, sezvakaita Aroni mukoma wako, Sien die hoofstuk |