Numeri 27:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋanasikana ʋaZerofehadi, mŋanakomana waHeferi, mŋanakomana waGireadi, mŋanakomana waMakiri, mŋanakomana waManase, wemhuri dzaManase, mŋanakomana waJosefa, ʋakasweɗera kunaMosesi; ndiwo mazita aʋanasikana ʋake: Mara, naNoa, naHogra, naMirka, naTirza; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Zvino vanasikana vaZerofehadhi, mwanakomana waHeferi, mwanakomana waGireadhi, mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase, wemhuri dzaManase, mwanakomana waJosefa, vakaswedera kuna Mosesi; ndiwo mazita avanasikana vake: Mara, naNoa, naHogira, naMirika, naTiriza; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vanasikana vaZerofehadhi vakauya kuna Mosesi. Zerofehadhi uyu aiva mwanakomana waHeferi, mwanakomana waGiriadhi, mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase, saka aiva womudzimhuri dzokwaManase mwanakomana waJosefi. Vanasikana ivavo vainzi Mahara naNowa naHogira naMirika naTiriza. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Vanasikana vaZerofehadhi vakauya kuna Mosesi. Zerofehadhi uyu aiva mwanakomana waHeferi, mwanakomana waGiriadhi, mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase, saka aiva womudzimhuri dzokwaManase mwanakomana waJosefi. Vanasikana ivavo vainzi Mahara naNowa naHogira naMirika naTiriza. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Vanasikana vaZerofehadhi, mwanakomana waHeferi, mwanakomana waGireadhi, mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase, vakanga vari vemhuri dzaManase mwanakomana waJosefa. Mazita avanasikana akanga ari: Mara, Noa, Hogira, Mirika naTiza. Sien die hoofstuk |