Numeri 26:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndidzo mhuri dzaʋaRubeni: Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀitatu, namazana manomŋe namakumi matatu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Ndidzo mhuri dzavaRubheni: Vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvitatu, namazana manomwe namakumi matatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vose vakaverengwa mudzinza raRubheni, vaikwana makumi mana ezviuru nezviuru zvitatu namazana manomwe ana makumi matatu avanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vose vakaverengwa mudzinza raRubheni, vaikwana makumi mana ezviuru nezviuru zvitatu namazana manomwe ana makumi matatu avanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaRubheni; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi mana nezvitatu, namazana manomwe ana makumi matatu. Sien die hoofstuk |