Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 26:65 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

65 Nokuti Jehova wakaŋga ati pamsoro paʋo: Ɀirokwaɀo ʋacafira murenje. Hakunomumŋe waʋo wakaŋga asara, asi Karebi, mŋanakomana waJefune, naJoshua, mŋanakomana waNuni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

65 Nokuti Jehovha akanga ati napamusoro pavo, “Zvirokwazvo vachafira murenje.” Hakuna mumwe wavo akanga asara, asi Karebhu, mwanakomana waJefune, naJoshua, mwanakomana waNuni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

65 nokuti Tenzi akanga avapikira achiti, “Vanotofira murenje.” Saka hakuna kana munhu wavo wechirume akasara kunze kwaKarebhu mwanakomana waJefune, naJoshuwa mwanakomana waNuni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

65 nokuti Tenzi akanga avapikira achiti, “Vanotofira murenje.” Saka hakuna kana munhu wavo wechirume akasara kunze kwaKarebhu mwanakomana waJefune, naJoshuwa mwanakomana waNuni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

65 Nokuti Jehovha akanga audza vaIsraeri avo kuti zvirokwazvo vaizofira murenje, uye hakuna kana mumwe wavo akasara kunze kwaKarebhu mwanakomana waJefune naJoshua mwanakomana waNuni.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 26:65

Volg ons:

Advertensies


Advertensies