Numeri 26:58 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 Ndidzo mhuri dzaʋaRevi: Mhuri yaʋaRibni, nemhuri yaʋaHebroni, nemhuri yaʋaMari, nemhuri yaʋaMushi, nemhuri yaʋaKora. Kohati akaɓereka Amrami. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200258 Ndidzo mhuri dzavaRevhi: Mhuri yavaRibhini, nemhuri yavaHebhuroni, nemhuri yavaMari, nemhuri yavaMushi, nemhuri yavaKora. Kohati akabereka Amuramu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Mhuri dzomudzinza rokwaRevhi dzaiva mhuri yokwaRibhini, nemhuri yokwaHebhuroni, nemhuri yokwaMaari nemhuri yokwaMushi nemhuri yaKora. Kohati aiva baba vaAmuramu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona58 Mhuri dzomudzinza rokwaRevhi dzaiva mhuri yokwaRibhini, nemhuri yokwaHebhuroni, nemhuri yokwaMaari nemhuri yokwaMushi nemhuri yaKora. Kohati aiva baba vaAmuramu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi58 Ava ndivo vakanga vari mhuri dzaRevhi: mhuri yavaRibhini, mhuri yavaHebhuroni, mhuri yavaMari, mhuri yavaMushi, mhuri yavaKora. (Kohati akanga ari baba vaAmurami; Sien die hoofstuk |