Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 26:53 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

53 Nyika inofanira kugoʋerwa pakati paiʋaʋa, iʋe nhaka yaʋo, ʋaciʋereŋgwa namazita aʋo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

53 “Nyika inofanira kugoverwa pakati paivava, ive nhaka yavo, vachiverengwa namazita avo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

53 “Vanhu ivavo ngavagoverwe nyika kuti ive nhaka yavo maererano nouwandi hwavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

53 “Vanhu ivavo ngavagoverwe nyika kuti ive nhaka yavo maererano nouwandi hwavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

53 “Nyika inofanira kugoverwa kwavari senhaka zvichienderana namazita akaverengwa.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 26:53

Volg ons:

Advertensies


Advertensies