Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 26:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ndiʋo ʋanakomana ʋaManase: Makiri, kwakabva mhuri yaʋaMakiri; Makiri wakaɓereka Gireadi; kunaGireadi kwakabva mhuri yaʋaGireadi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Ndivo vanakomana vaManase: Makiri, kwakabva mhuri yavaMakiri; Makiri wakabereka Gireadhi; kunaGireadhi kwakabva mhuri yavaGireadhi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Mumhuri dzokwaManase kwaiti mhuri yokwaMakiri tateguru wayo ari Makiri. Makiri ndiye baba vaGiriadhi. Mhuri yokwaGiriadhi tateguru vayo ndiGiriadhi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Mumhuri dzokwaManase kwaiti mhuri yokwaMakiri tateguru wayo ari Makiri. Makiri ndiye baba vaGiriadhi. Mhuri yokwaGiriadhi tateguru vayo ndiGiriadhi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Zvizvarwa zvaManase: Makiri kwakabva mhuri yavaMakiri (Makiri akanga ari baba vaGireadhi); Gireadhi kwakabva mhuri yavaGireadhi.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 26:29

Volg ons:

Advertensies


Advertensies