Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 25:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 nokuti iʋo ʋakaʋambana nemi namano aʋo, aʋakakunyeŋgerai nawo paneɀakaitwa paPeori neɀakaitwa naKozbi, mŋanasikana womucinda waʋaMidiani, hanɀadzi yaʋo, wakaʋurawa nomusi weɗenda nokuɗa kweɀakaitwa paPeori.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

18 nokuti ivo vakavambana nemi namano avo, avakakunyengerai nawo pane zvakaitwa naPeori nezvakaitwa naKozibhi, mwanasikana womuchinda wavaMidhiani, hanzvadzi yavo, akaurawa nomusi wedenda nokuda kwezvakaitwa naPeori.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 panyaya iya yaKazibhi hanzvadzi yavo, mukunda wejinda romuMidhiani, yakaurayiwa panguva iya yedenda rakauraya vanhu paPeori.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 panyaya iya yaKazibhi hanzvadzi yavo, mukunda wejinda romuMidhiani, yakaurayiwa panguva iya yedenda rakauraya vanhu paPeori.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 nokuti ivo vakakuonai savavengi pavakakunyengerai paPeori uye nehanzvadzi yavo Kozibhi, mwanasikana womutungamiri wavaMidhiani, iye mukadzi akaurayiwa pakauya denda nokuda kwePeori.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 25:18

Volg ons:

Advertensies


Advertensies