Numeri 22:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino Mŋari akaʋuya kunaBarami, akati: Ʋanhu aʋa ʋari kwauri ndiʋananiko? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Zvino Mwari akauya kuna Bharamu, akati, “Vanhu ava vari kwauri ndivananiko?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mwari akauya kuna Bhiriamu akati, “Ko varume ava vaunavo ndivanaani?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mwari akauya kuna Bhiriamu akati, “Ko varume ava vaunavo ndivanaani?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mwari akauya kuna Bharamu akamubvunza akati, “Vanhu vaunavo ndivanaaniko?” Sien die hoofstuk |