Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 22:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Ɀino maŋgwanani Baraki akatora Barami, akamukwidza panɀimbo dzakakwirira dzaBaari, akaʋona, ari’po, ʋanhu ʋokumudziʋo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Zvino mangwanani Bharaki akatora Bharamu, akamukwidza panzvimbo dzakakwirira dzaBhaari, akaona, aripo, vanhu vokumudzivo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Ramangwana racho Bharaki akatora Bhiriamu akakwira naye kunzvimbo yakakwirira yeBhamotibhaari, ari ipapo aikwanisa kuona chikamu chavaIsiraeri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Ramangwana racho Bharaki akatora Bhiriamu akakwira naye kunzvimbo yakakwirira yeBhamotibhaari, ari ipapo aikwanisa kuona chikamu chavaIsiraeri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Fume mangwana, Bharaki akatora Bharamu akakwidza naye kuBhamoti Bhaari, uye ikoko akaona chikamu chavanhu.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 22:41

Volg ons:

Advertensies


Advertensies