Numeri 22:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino Baraki akati kunaBarami: Ko handina‐kutuma nhume kwauri nomŋoyo wose, ndicikuɗana here? Wakaregereiko kuʋuya kwandiri? Ko handigoni kukukudza here? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200237 Zvino Bharaki akati kuna Bharamu, “Ko handina kutuma nhume kwauri nomwoyo wose, ndichikudana here? Wakaregereiko kuuya kwandiri? Ko handigoni kukukudza here?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Bharaki akati kuna Bhiriamu, “Ko inga ndakakutumirai nhume kuzokudaidzai wani, makaregererei kuuya? Chokwadi handikwanisi here ini kukupai mubairo?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona37 Bharaki akati kuna Bhiriamu, “Ko inga ndakakutumirai nhume kuzokudaidzai wani, makaregererei kuuya? Chokwadi handikwanisi here ini kukupai mubairo?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Bharaki akati kuna Bharamu, “Handina kukudana nokukurumidza here? Seiko usina kuuya kwandiri? Ini handigoni kukupa mubayiro here?” Sien die hoofstuk |