Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 22:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Ɀino Baraki wakati anzwa kuti Barami waȿika, akaɓuɗa kundosoŋgana naye paIri‐Moabi riri pamuganho weArnoni, pamugumo wenyika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Zvino Bharaki akati anzwa kuti Bharamu asvika, akabuda kundosangana naye paIri‐moabhu riri pamuganhu weArinoni, pamugumo wenyika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Bharaki zvaakanzwa kuti Bhiriamu ari kuuya, akaenda kundomuchingura kuguta reMoabhu riri kuna Arinoni rwizi ruri pamuganhu wenyika yake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Bharaki zvaakanzwa kuti Bhiriamu ari kuuya, akaenda kundomuchingura kuguta reMoabhu riri kuna Arinoni rwizi ruri pamuganhu wenyika yake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Bharaki akati anzwa kuti Bharamu akanga achiuya, akabuda kuti andosangana naye paguta ravaMoabhu pamuganhu weAnoni, kumagumo kwenyika yake.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 22:36

Volg ons:

Advertensies


Advertensies