Numeri 22:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ipapo Barami akati kumutumŋa waJehova: Ndatadza, nokuti ndakaŋga ndisiŋgaziʋi kuti ndiwe wakaŋga umire munzira ucindidziʋisa; naiɀoɀo ɀino, kana usiŋgafari naɀo, ndicadzoka haŋgu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200234 Ipapo Bharamu akati kumutumwa waJehovha, “Ndatadza, nokuti ndakanga ndisingazivi kuti ndiwe wakanga umire munzira uchindidzivisa; naizvozvo zvino, kana usingafari nazvo, ndichadzoka hangu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Bhiriamu ndokupindura mutumwa waTenzi achiti, “Inga ndaita chitadzo. Ndanga ndisingazivi kuti imi manga mumire munzira muchindidzivisa. Zvino kana muchiona zvakaipa, ndodzokera zvangu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona34 Bhiriamu ndokupindura mutumwa waTenzi achiti, “Inga ndaita chitadzo. Ndanga ndisingazivi kuti imi manga mumire munzira muchindidzivisa. Zvino kana muchiona zvakaipa, ndodzokera zvangu.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Bharamu akati kumutumwa waJehovha, “Ndatadza. Handina kuziva kuti manga mumire munzira kuti mundidzivise. Zvino kana musingafari, ndodzokera hangu.” Sien die hoofstuk |