Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 22:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ipapo Jehova akaȿinudza meso aBarami, akaʋona mutumŋa waJehova amire munzira, anomunondo wakavomorwa muruʋoko rwake; akakotamisa musoro wake, akawira pasi neciso cake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Ipapo Jehovha akasvinudza meso aBharamu, akaona mutumwa waJehovha amire munzira, ano munondo wakavhomorwa muruoko rwake; akakotamisa musoro wake, akawira pasi nechiso chake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Tenzi akabva apengenutsa meso aBhiriamu akaona mutumwa waMwari amire munzira, akabata mumaoko bakatwa rakavhomorwa. Bhiriamu akakotamisa musoro wake ndokubva azvambarara.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Tenzi akabva apengenutsa meso aBhiriamu akaona mutumwa waMwari amire munzira, akabata mumaoko bakatwa rakavhomorwa. Bhiriamu akakotamisa musoro wake ndokubva azvambarara.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Ipapo Jehovha akasvinudza meso aBharamu, iye akaona mutumwa waJehovha amire munzira ane munondo wake wakavhomorwa. Saka akakotama akawira pasi nechiso chake.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 22:31

Volg ons:

Advertensies


Advertensies