Numeri 22:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Barami akati kumboŋgoro: Nokuti wakandiɗaɗira; ɗai ndaiʋa nomunondo muruʋoko rwaŋgu, ndiŋgaɗai ndakuʋuraya pakarepo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 Bharamu akati kumbongoro, “Nokuti wakandidadira; dai ndaiva nomunondo muruoko rwangu, ndingadai ndakuuraya pakarepo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Bhiriamu ndokuti kwariri, “Nokuti uri kutoita zvako zvokutamba neni. Dai ndanga ndiine bakatwa rangu ndingadai ndakuuraya iye zvino uno.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona29 Bhiriamu ndokuti kwariri, “Nokuti uri kutoita zvako zvokutamba neni. Dai ndanga ndiine bakatwa rangu ndingadai ndakuuraya iye zvino uno.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Bharamu akapindura mbongoro akati, “Wandiita benzi iwe! Dai ndanga ndiine munondo muruoko rwangu ndingadai ndakuuraya izvozvi.” Sien die hoofstuk |