Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 22:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Mutumŋa waJehova akapfuʋura mberi, akandomira pakaŋga pakamanikana, pakaŋga pasinenɀimbo yokutsaukira kurudyi kana kuruɓoshwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Mutumwa waJehovha akapfuura mberi, akandomira pakanga pakamanikana, pakanga pasina nzvimbo yokutsaukira kurudyi kana kuruboshwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Mutumwa waTenzi akaenda mberi akandomira pakamanikana pakanga pasina nzvimbo yokutsaukira kurudyi kana kuruboshwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Mutumwa waTenzi akaenda mberi akandomira pakamanikana pakanga pasina nzvimbo yokutsaukira kurudyi kana kuruboshwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Ipapo mutumwa waJehovha akapfuurira mberi akandomira panzvimbo yakamanikana pakanga pasina mukana wokutendeukira kurudyi kana kuruboshwe.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 22:26

Volg ons:

Advertensies


Advertensies