Numeri 22:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 nokuti ndicakukudza ɀikuru kwaɀo, ɀose ɀaunondiraira ndicaɀiita; naiɀoɀo ɗoʋuya hako unditukire ʋanhu aʋa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 nokuti ndichakukudza zvikuru kwazvo, zvose zvaunondiraira ndichazviita; naizvozvo douya hako unditukire vanhu ava.’ ” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 nokuti ndichakupai mubairo mukuru kwazvo. Chero chamunoreva ndichachiita. Saka chiuyai zvenyu muzondirengererera rushambwa vanhu ava.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 nokuti ndichakupai mubairo mukuru kwazvo. Chero chamunoreva ndichachiita. Saka chiuyai zvenyu muzondirengererera rushambwa vanhu ava.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 nokuti ndichakupa mubayiro wakanaka kwazvo uye ndichaita zvose zvaunoreva. Uya unditukire vanhu ava.” Sien die hoofstuk |