Numeri 22:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Barami akamuka maŋgwanani, akati kumacinda aBaraki: Endai kunyika yenyu, nokuti Jehova unoramba kunditendera kuenda nemi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Bharamu akamuka mangwanani, akati kumachinda aBharaki, “Endai kunyika yenyu, nokuti Jehovha anoramba kunditendera kuenda nemi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mangwana acho Bhiriamu akafumoudza machinda aBharaki kuti, “Dzokerai zvenyu kunyika yenyu. Tenzi aramba kuti ndiende nemi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mangwana acho Bhiriamu akafumoudza machinda aBharaki kuti, “Dzokerai zvenyu kunyika yenyu. Tenzi aramba kuti ndiende nemi.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Fume mangwana, Bharamu akamuka akati kumachinda aBharaki, “Dzokerai kunyika yokwenyu, nokuti Jehovha aramba kuti ndiende nemi.” Sien die hoofstuk |