Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 21:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino ʋakasimuka pagomo reHori, ʋakafamba nenzira inoenda kuGuŋgwa Dɀuku, kuti ʋanyenyeredze nyika yaEdomi; ʋanhu ʋakapera mŋoyo kwaɀo panzira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino vakasimuka pagomo reHori, vakafamba nenzira inoenda kuGungwa Dzvuku, kuti vanyenyeredze nyika yaEdhomu; vanhu vakapera mwoyo kwazvo panzira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 VaIsiraeri vakabva pagomo reHoru vakafamba nenzira inoenda kuGungwa Dzvuku kuti vanyenyeredze nyika yaEdhomu. Asi vari munzira kudaro vanhu vakaora mwoyo,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 VaIsiraeri vakabva pagomo reHoru vakafamba nenzira inoenda kuGungwa Dzvuku kuti vanyenyeredze nyika yaEdhomu. Asi vari munzira kudaro vanhu vakaora mwoyo,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Vakafamba vachibva nokuGomo reHori vachitevedza nzira yaienda nokuGungwa Dzvuku, kuti vapoterere Edhomu. Asi vanhu vakaora mwoyo panzira;

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 21:4

Volg ons:

Advertensies


Advertensies