Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 21:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ipapo ʋaIsraeri ʋakapikira Jehova mhiko, ʋakati: Kana mukapa ʋanhu aʋa mumaʋoko eɗu, ticaparadza maguta aʋo cose.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Ipapo vaIsiraeri vakapikira Jehovha mhiko, vakati, “Kana mukapa vanhu ava mumaoko edu, tichaparadza maguta avo chose.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Ipapo vaIsiraeri vakapika mhiko kuna Tenzi vachiti, “Kana mukatiita kuti tikunde vanhu ava, maguta avo tinoaita chibayiro, tichiaparadza zvachose.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Ipapo vaIsiraeri vakapika mhiko kuna Tenzi vachiti, “Kana mukatiita kuti tikunde vanhu ava, maguta avo tinoaita chibayiro, tichiaparadza zvachose.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Ipapo vaIsraeri vakaita mhiko iyi kuna Jehovha, vakati: “Kana mukaisa vanhu ava mumaoko edu, tichaparadza maguta avo zvachose.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 21:2

Volg ons:

Advertensies


Advertensies