Numeri 20:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino Mosesi wakabvisa ŋguʋo dzaAroni, akadzifukidza Ereazari mŋanakomana wake; Aroni akafira’po pamusoro wegomo; Mosesi naEreazari ʋakaɓuruka haʋo pagomo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Zvino Mosesi wakabvisa nguo dzaAroni, akadzifukidza Ereazari mwanakomana wake; Aroni akafirapo pamusoro wegomo; Mosesi naEreazari vakaburuka havo pagomo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mosesi akabvisa Aroni hanzu dziya, ndokudzipfekedza Ereazari mwanakomana waAroni. Aroni akabva afira pamusoro pegomo ipapo. Mosesi naEreazari vakaburuka mugomo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mosesi akabvisa Aroni hanzu dziya, ndokudzipfekedza Ereazari mwanakomana waAroni. Aroni akabva afira pamusoro pegomo ipapo. Mosesi naEreazari vakaburuka mugomo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mozisi akabvisa nguo dzaAroni akadzipfekedza mwanakomana wake Ereazari. Uye Aroni akafira ipapo pamusoro pegomo. Ipapo Mozisi naEreazari vakaburuka kubva mugomo. Sien die hoofstuk |