Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 20:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ʋana ʋaIsraeri ʋakati kwaari: Ticakwira nenzira huru; kana tikanwa mvura yako, ini neɀipfuwo ɀaŋgu, ndicaripa muteŋgo wayo; nditendere kwoga kupfuʋura namakumbo aŋgu, hakunerimŋe shoko.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Vana vaIsiraeri vakati kwaari, “Tichakwira nenzira huru; kana tikanwa mvura yako, ini nezvipfuwo zvangu, ndicharipa mutengo wayo; nditendere kwoga kupfuura namakumbo angu, hakuna rimwe shoko.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 VaIsiraeri vakati, “Ticharamba tiri mumugwagwa mukuru chete. Kana isu nezvipfuwo zvedu tikanwa mvura yenyu, tinoiripa. Tiregei tingotsikawo nomunyika yenyu. Ndicho chichemo chedu choga.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 VaIsiraeri vakati, “Ticharamba tiri mumugwagwa mukuru chete. Kana isu nezvipfuwo zvedu tikanwa mvura yenyu, tinoiripa. Tiregei tingotsikawo nomunyika yenyu. Ndicho chichemo chedu choga.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 VaIsraeri vakapindura vakati: “Tichaenda nenzira huru, uye kana isu kana zvipfuwo zvedu zvikanwa mvura yenyu, ticharipa. Tinongoda kupfuura tichifamba netsoka, hapanazve chimwe.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 20:19

Volg ons:

Advertensies


Advertensies