Numeri 18:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Naiɀoɀo uti kwaʋari: Kana matsaura ɀakaiȿo‐naka kwaɀiri, ɀinofanira kuʋereŋgerwa ʋaRevi seɀakapurwa paɓuriro, neɀakaȿiniwa paciȿiniro cewaini. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Naizvozvo uti kwavari, ‘Kana matsaura zvakaisvonaka kwazviri, zvinofanira kuverengerwa vaRevhi sezvakapurwa paburiro, nezvakasviniwa pachisviniro chewaini. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Saka taurira vaRevhi kuti, kana mapira Tenzi chakanakisisa pazviri, zvinenge zvasara ndezvevaRevhi, sezvinoita murimi anopira mupiro wake wembesanwa dzokutanga, newewaini inotanga kusvinwa muchisviniro. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 Saka taurira vaRevhi kuti, kana mapira Tenzi chakanakisisa pazviri, zvinenge zvasara ndezvevaRevhi, sezvinoita murimi anopira mupiro wake wembesanwa dzokutanga, newewaini inotanga kusvinwa muchisviniro. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “Uti kuvaRevhi: ‘Pamunouyisa chikamu chakanakisisa, chichagamuchirwa kubva kwamuri sechakabva paburiro kana pachisviniro chewaini, Sien die hoofstuk |