Numeri 16:50 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Ipapo Aroni akadzokera kunaMosesi kumukoʋa wetente rokusoŋgana, ɗenda rikaguma. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200250 Ipapo Aroni akadzokera kuna Mosesi kumukova wetende rokusangana, denda rikaguma. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Aroni akadzokera kwaiva naMosesi kumusuo wetendhe rokusanganira paya pakamiswa denda. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona50 Aroni akadzokera kwaiva naMosesi kumusuo wetendhe rokusanganira paya pakamiswa denda. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Ipapo Aroni akadzokera kuna Mozisi pamukova wokupinda muTende Rokusangana, nokuti denda rakanga rapera. Sien die hoofstuk |