Numeri 16:45 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ibvai paʋuŋgano iyi, ndiʋaparadze pakarepo. Iʋo ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200245 “Ibvai paungano iyi, ndivaparadze pakarepo.” Ivo vakawira pasi nezviso zvavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Sudurukai pagungano iri, ndivaparadze, ndivati bvu kamwechete.” Mosesi naAroni vakati pasi zvambarara. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona45 “Sudurukai pagungano iri, ndivaparadze, ndivati bvu kamwechete.” Mosesi naAroni vakati pasi zvambarara. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 “Ibva paungano iyi kuti ndivaparadze iye zvino.” Ipapo vakawira pasi nezviso zvavo. Sien die hoofstuk |